Mateo 25:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona40 “Mambo achavapindura achiti, ‘Zvirokwazvo ndinoti kwamuri pamakaitira izvi kune mumwe wavaduku vehama dzangu idzi, makatoitira ini.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Ishe ucapindura, aciti kwaʋari: Ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Pamakaɀiitira mumŋe waʋaɗuku ʋehama dzaŋgu idzi, makaɀiitireni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 “Ishe achapindura, achiti, kwavari, ‘Zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, pamakazviitira mumwe wavaduku vehama dzangu idzi, makazviitireni.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 “Mambo achavapindura achiti, ‘Zvirokwazvo ndinoti kwamuri pamakaitira izvi kune mumwe wavaduku vehama dzangu idzi, makatoitira ini.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 “Mambo achapindura achiti, ‘Ndinokuudzai chokwadi kuti, chose chamakaitira mumwe wavaduku vehama dzangu idzi, makachiitira ini.’ Viz kapitola |