Mateo 25:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona33 Achaisa hwai kurudyi rwake, mbudzi achidziisa kuruboshwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ucaisa makwai kurudyi rwake, mbudzi kuruɓoshwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Achaisa makwai kurudyi rwake, mbudzi kuruboshwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Achaisa hwai kurudyi rwake, mbudzi achidziisa kuruboshwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Achaisa makwai kurudyi rwake, uye mbudzi kuruboshwe rwake. Viz kapitola |