Online Bible

- Reklamy -




Mateo 25:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Akapa mumwe wavo mari yematarenda mashanu, mumwe maviri, mumwe rimwechete, munhu nemunhu achipiwa maererano nezvaaikwanisa kuita. Ndokubva aenda zvake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Akapa mumŋe matarenta mashanu, mumŋe maʋiri, mumŋe rimŋe, mumŋe nomumŋe ɀakakwanira simba rake; akaenda kuneimŋe nyika.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Akapa mumwe matarenda mashanu, mumwe maviri, mumwe rimwe, mumwe nomumwe zvakakwanira simba rake; akaenda kune imwe nyika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Akapa mumwe wavo mari yematarenda mashanu, mumwe maviri, mumwe rimwechete, munhu nemunhu achipiwa maererano nezvaaikwanisa kuita. Ndokubva aenda zvake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Kuno mumwe akapa matarenda mashanu emari, kuno mumwe matarenda maviri, uye kuno mumwe tarenda rimwe chete, mumwe nomumwe maererano nokugona kwake. Ipapo akaenda zvake parwendo rwake.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 25:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy