Mateo 24:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Vachakupinzai mudambudziko vachikuurayai. Muchavengwa namarudzi ose pamusana pezita rangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino ʋacakuisai kumaɗambudziko, ʋacakuʋurayai, mucaʋeŋgwa namarudzi ose nokuɗa kwezita raŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 “Zvino vachakuisai kumadambudziko, vachakuurayai, muchavengwa namarudzi ose nokuda kwezita rangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Vachakupinzai mudambudziko vachikuurayai. Muchavengwa namarudzi ose pamusana pezita rangu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “Ipapo muchaiswa kuna vanokutambudzai mugourayiwa, uye muchavengwa nendudzi dzose nokuda kwangu. Viz kapitola |