Mateo 24:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Iri rinenge riri romoromo chete ramatambudziko okusununguka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asi ɀinhu iɀoɀi ɀicaʋa kutaŋga kwenhamo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 “Asi zvinhu izvozvi zvichava kutanga kwenhamo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Iri rinenge riri romoromo chete ramatambudziko okusununguka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Asi zvose izvi mavambo okurwadziwa pakubereka. Viz kapitola |