Mateo 24:48 - Bhaibhiri Idzva rechiShona48 Asi kana muranda uya akaipa, achizviti mumwoyo, ‘Tenzi wangu anonoka,’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Asi kana muranda uyo wakaipa akataura mumŋoyo make, aciti: Ishe waŋgu wanonoka; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200248 Asi kana muranda uyo akaipa akataura mumwoyo make, achiti, ‘Ishe wangu anonoka;’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Asi kana muranda uya akaipa, achizviti mumwoyo, ‘Tenzi wangu anonoka,’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 Asi ngatimboti muranda uyo akaipa uye oti mumwoyo make, ‘Tenzi wangu achange asipo kwenguva refu,’ Viz kapitola |