Mateo 24:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona44 Saizvozvo nemiwo garai makagadzirira nokuti Mwanakomana womunhu anouya nenguva yamusingamutarisiri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Naiɀoɀo nemi ʋo, garai makaɀigadzira; nokuti Mŋanakomana womunhu ucaʋuya neŋguʋa yomusiŋgamutariri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200244 Naizvozvo nemiwo, garai makazvigadzirira; nokuti Mwanakomana womunhu achauya nenguva yomusingamutariri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Saizvozvo nemiwo garai makagadzirira nokuti Mwanakomana womunhu anouya nenguva yamusingamutarisiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Naizvozvo nemiwo garai makagadzirira nokuti Mwanakomana woMunhu achauya nenguva yamusingamutarisiri. Viz kapitola |