Mateo 24:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona37 Sezvazvakanga zvakaita pamazuva aNowa, ndizvozvowo zvazvichaita pakuuya kwoMwanakomana womunhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Sapamazuʋa aNoa, ndiɀo ɀicaita kuʋuya kwoMŋanakomana womunhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Sapamazuva aNoa, ndizvo zvichaita kuuya kwoMwanakomana womunhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Sezvazvakanga zvakaita pamazuva aNowa, ndizvozvowo zvazvichaita pakuuya kwoMwanakomana womunhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Sezvazvakanga zvakaita pamazuva aNoa, ndizvo zvazvichaita pakuuya kwoMwanakomana woMunhu. Viz kapitola |