Mateo 24:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 “Ipapo kana ani zvake akati kwamuri, ‘Tarisai houno Kristu kana kuti ari koko,’ musazvidavire Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino kana munhu akati kwamuri: Tarirai, Kristu uri pano, kana apo; regai kutenda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 “Zvino kana munhu akati kwamuri, ‘Tarirai, Kristu ari pano’, kana, ‘Apo’ regai kutenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 “Ipapo kana ani zvake akati kwamuri, ‘Tarisai houno Kristu kana kuti ari koko,’ musazvidavire Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Panguva iyoyo, mukanzwa munhu anoti kwamuri, ‘Tarirai, hoyu Kristu!’ kana kuti, ‘Hoyo Kristu,’ musazvitenda. Viz kapitola |