Mateo 24:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona21 Nokuti kuchava nenhamo huru isati yamboitika kubvira pakutanga kwapasi kusvikira pari zvino uye hazvichazombofa zvakaitikazve. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Nokuti neŋguʋa iyo kucaʋa’po kutambudzika kukuru, kusati kwakamboʋa’po kwakaɗaro, kubva pakutaŋga kwenyika kuȿikira ɀino, ʋuye hakucazoʋi’po. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Nokuti nenguva iyo kuchavapo kutambudzika kukuru, kusati kwakambovapo kwakadaro, kubva pakutanga kwenyika kusvikira zvino, uye hakuchazovipo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Nokuti kuchava nenhamo huru isati yamboitika kubvira pakutanga kwapasi kusvikira pari zvino uye hazvichazombofa zvakaitikazve. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Nokuti ipapo pachava nenhamo huru isina kumbovapo kubva pakuvamba kwenyika kusvika zvino uye haizombovapozve. Viz kapitola |