Mateo 23:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona33 Imi nyoka dzavanhu navana venyoka, muchapunyuka sei kutongerwa moto muzhinji? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Imi nyoka, imi ʋana ʋenyoka! Mucatiza seiko kutoŋga kweGehena? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Imi nyoka, imi vana venyoka! Muchatiza seiko kutonga kweGehena? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Imi nyoka dzavanhu navana venyoka, muchapunyuka sei kutongerwa moto muzhinji? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 “Imi nyoka! Imi vana venyoka! Muchatiza seiko kutongwa kunokuendesai kugehena? Viz kapitola |