Online Bible

- Reklamy -




Mateo 23:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Musadaidzwe kunzi murairidzi nokuti mune murairidzi mumwechete, Kristu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Musaidzwa ʋo ʋatenzi, nokuti mumŋe cete ndiTenzi wenyu, iye Kristu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Musati ‘Vatenzi,’ nokuti mumwechete, nditenzi wenyu, iye Kristu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Musadaidzwe kunzi murairidzi nokuti mune murairidzi mumwechete, Kristu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Uye musadaidzwa muchinzi ‘mudzidzisi’ nokuti muno Mudzidzisi mumwe chete iye Kristu.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 23:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy