Mateo 22:46 - Bhaibhiri Idzva rechiShona46 Hapana akagona kumupindura kana izwi zvaro. Uyewo kubvira pazuva iroro hapana akazofemerazve kumubvunza mibvunzo mimwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Kwakaŋga kusinomunhu wakagona kumupindura shoko, ʋuye kwakaŋga kusinomunhu wakatsuŋga kumubvunza cinhu pazuʋa iro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200246 Kwakanga kusina munhu akagona kumupindura shoko, uye kwakanga kusina munhu akatsunga kumubvunza chinhu pazuva iro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Hapana akagona kumupindura kana izwi zvaro. Uyewo kubvira pazuva iroro hapana akazofemerazve kumubvunza mibvunzo mimwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Hapana akagona kutaura shoko rimwe, uye kubva pazuva iroro zvichienda mberi hapana akazoshinga kumubvunza mimwezve mibvunzo. Viz kapitola |