Online Bible

- Reklamy -




Mateo 22:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

45 Ko zvino kana Dhavhidhi achimuti, ‘Tenzi,’ ko angave Mwana wake sei?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

45 Ɀino, kana Davidi acimutumidza Ishe, uŋgagoʋa mŋanakomana wake seiko?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

45 Zvino, kana Dhavhidhi achimutumidza Ishe, angagova mwanakomana wake seiko?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

45 Ko zvino kana Dhavhidhi achimuti, ‘Tenzi,’ ko angave Mwana wake sei?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

45 Zvino kana Dhavhidhi achimuti, ‘Ishe’ angagova mwanakomana wake sei?”

Viz kapitola kopírovat




Mateo 22:45

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy