Mateo 22:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona44 “ ‘Tenzi akati kuna tenzi wangu gara kurudyi rwangu, kusvikira ndaisa vavengi vako pasi petsoka dzako?’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Ishe wakati kunaShe waŋgu: Gara kurudyi rwaŋgu, Kuȿikira ndaisa ʋaʋeŋgi ʋako pasi petsoka dzako? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200244 ‘Ishe akati kuna Ishe wangu, Gara kurudyi rwangu, Kusvikira ndaisa vavengi vako pasi petsoka dzako?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 “ ‘Tenzi akati kuna tenzi wangu gara kurudyi rwangu, kusvikira ndaisa vavengi vako pasi petsoka dzako?’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 “ ‘Ishe akati kuna Ishe wangu: Gara kuruoko rwangu rworudyi, kusvikira ndaisa vavengi vako pasi petsoka dzako.’ Viz kapitola |