Online Bible

- Reklamy -




Mateo 22:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

43 Iye akati kwavari, “Ko sei Dhavhidhi, afemerwa naMweya Mutsvene, anomuti Tenzi paanoti,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

43 Akati kwaʋari: Davidi wakagomutumidza seiko noMŋeya, Ishe wake, aciti:

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

43 Akati kwavari, “Dhavhidhi akagomutumidza seiko noMweya, Ishe wake, achiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 Iye akati kwavari, “Ko sei Dhavhidhi, afemerwa naMweya Mutsvene, anomuti Tenzi paanoti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

43 Akati kwavari, “Ko, zvino sei Dhavhidhi achitaura noMweya akamuti, ‘Ishe’? Nokuti anoti,

Viz kapitola kopírovat




Mateo 22:43

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy