Mateo 22:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona42 achiti, “Munofungei nezvaKristu? Mwanakomana waani?” Vakati kwaari, “Mwana waDhavhidhi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 akati: Munofuŋgeiko pamsoro paKristu? Mŋanakomana waniko? Ʋakati kwaari: WaDavidi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 akati, “Munofungeiko pamusoro paKristu? Mwanakomana waaniko?” Vakati kwaari, “WaDhavhidhi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 achiti, “Munofungei nezvaKristu? Mwanakomana waani?” Vakati kwaari, “Mwana waDhavhidhi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 “Munofungei nezvaKristu? Mwana waani?” Vakapindura vachiti, “Mwanakomana waDhavhidhi.” Viz kapitola |