Mateo 22:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona39 Wechipiri wakafanana naiwo unoti, ‘Ida mumwe wako sokuda kwaunozviita iwe pachako.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Wecipiri unofanana nawo, ndiwoyu: Iɗa wokwako, seɀaunoɀiɗa iwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 Wechipiri unofanana nawo, ndiwoyu, ‘Ida wokwako, sezvaunozvida iwe.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Wechipiri wakafanana naiwo unoti, ‘Ida mumwe wako sokuda kwaunozviita iwe pachako.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Wechipiri wakafanana nawo unoti, ‘Ida muvakidzani wako sokuda kwaunozviita iwe.’ Viz kapitola |