Mateo 22:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona33 Uuzhinji hwavanhu pahwakazvinzwa hwakashamiswa nechidzidziso chake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ʋanhu ʋazhinji ʋacinzwa iɀoɀo, ʋakashamiswa nokudzidzisa kwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Vanhu vazhinji vachinzwa izvozvo, vakashamiswa nokudzidzisa kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Uuzhinji hwavanhu pahwakazvinzwa hwakashamiswa nechidzidziso chake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Vanhu vazhinji vakati vanzwa izvi, vakashamiswa nokudzidzisa kwake. Viz kapitola |