Mateo 22:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona32 ‘Ndini Mwari waAbhurahamu naMwari Isaki, naMwari Jakobho. Haasi Mwari wavakafa asi Mwari wavapenyu?’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ini ndiri Mŋari waAbrahama, naMŋari waIsaka, naMŋari waJakobo? Haazi Mŋari waʋakafa, asi waʋapenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 ‘Ini ndiri Mwari waAbhurahamu, naMwari waIsaka, naMwari waJakobho?’ Haasi Mwari wavakafa, asi wavapenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 ‘Ndini Mwari waAbhurahamu naMwari Isaki, naMwari Jakobho. Haasi Mwari wavakafa asi Mwari wavapenyu?’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 ‘Ndini Mwari waAbhurahama naMwari waIsaka naMwari waJakobho’? Haasi Mwari wavakafa asi wavapenyu.” Viz kapitola |