Mateo 22:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona31 Pane zvokumuka kwavakafa hamuna kuverenga here zvakataurwa naMwari kwamuri achiti, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Asi kana kuri kumuka kwaʋakafa, hamuna‐kuraʋa here ɀamakaʋudzwa naMŋari, paakati: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Asi kana kuri kumuka kwavakafa, hamuna kurava here zvamakaudzwa naMwari, paakati, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Pane zvokumuka kwavakafa hamuna kuverenga here zvakataurwa naMwari kwamuri achiti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Asi pane zvokumuka kwavakafa, hamuna kuverenga here zvakarehwa naMwari kwamuri, achiti, Viz kapitola |