Mateo 22:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Akatuma varanda vake kundodaidza avo vakanga vakokwa kumabiko omuchato; asi havana kuda kuuya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 akatuma ʋaranda ʋake kundoɗana aʋo ʋakaŋga ʋakokerwa kumutambo wokuwana; ʋakaramba kuʋuya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 akatuma varanda vake kundodana avo vakanga vakokerwa kumutambo wokuchata; vakaramba kuuya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Akatuma varanda vake kundodaidza avo vakanga vakokwa kumabiko omuchato; asi havana kuda kuuya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Akatuma varanda vake kuna avo vainge vakakokwa kumutambo kuti vachiuya, asi vakaramba kuuya. Viz kapitola |