Mateo 22:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona29 Jesu akavapindura achiti, “Munokanganisa, nokuti hamuzivi Magwaro Matsvene uye simba raMwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Jesu akapindura, akati kwaʋari: Marashika, nokusaziʋa Magwaro, kana simba raMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Jesu akapindura, akati kwavari, “Marasika, nokusaziva Magwaro, kana simba raMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Jesu akavapindura achiti, “Munokanganisa, nokuti hamuzivi Magwaro Matsvene uye simba raMwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Jesu akavapindura akati, “Ndipo pamunorasika ipapo nokuti hamuzivi Magwaro kana simba raMwari. Viz kapitola |