Mateo 22:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 Ko zvino pakumuka kwavakafa achava mukadzi woupi pavanomwe ivava nokuti akambova wavo vose zvavo?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ɀino pakumuka kwaʋakafa, ucaʋa mukadzi waniko waʋanomŋe aʋo, nokuti ʋose ʋaiʋa naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Zvino pakumuka kwavakafa, achava mukadzi waaniko wavanomwe ava, nokuti vose vaiva naye.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Ko zvino pakumuka kwavakafa achava mukadzi woupi pavanomwe ivava nokuti akambova wavo vose zvavo?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Zvino pakumuka kwavakafa, achava mukadzi waaniko pavanomwe vaya sezvo vose vaiva varume vake?” Viz kapitola |