Mateo 22:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona14 Nokuti vazhinji vanodaidzwa asi vashoma ndivo vanosarudzwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Nokuti ʋazhinji ʋakaɗanwa, asi ʋakasanaŋgurwa ʋashoma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 “Nokuti vazhinji vakadanwa, asi vakasanangurwa vashoma.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Nokuti vazhinji vanodaidzwa asi vashoma ndivo vanosarudzwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 “Nokuti vazhinji vakakokwa asi vakasarudzwa vashoma.” Viz kapitola |