Mateo 22:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Akati kwaari, ‘Shamwari, wapinda seiko muno usina hanzu yomuchato?’ Akabva aomerwa nerokutaura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 akati kwaari: Shamŋari, wapinda pano seiko, usineŋguʋo yomutambo wokuwana? Akanyarara. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 akati kwaari, ‘Shamwari, wapinda pano seiko, usina nguo yomuchato?’ ” Akanyarara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Akati kwaari, ‘Shamwari, wapinda seiko muno usina hanzu yomuchato?’ Akabva aomerwa nerokutaura. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Akamubvunza akati, ‘Shamwari, wapinda seiko muno usina nguo yesvitsa?’ Munhu uya akashaya chokureva. Viz kapitola |