Online Bible

- Reklamy -




Mateo 22:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 “Mambo paakauya kuzoona vaeni, akaona imomo mumwe munhu akanga asina hanzu yomuchato.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ɀino mambo wakati acipinda kuzoʋona ʋagere pakudya, akaʋona munhu usina‐kupfeka ŋguʋo yomutambo wokuwana;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 “Zvino mambo akati achipinda kuzoona vagere pakudya, akaona munhu asina kupfeka nguo yomuchato;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 “Mambo paakauya kuzoona vaeni, akaona imomo mumwe munhu akanga asina hanzu yomuchato.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 “Asi mambo akati apinda kuzoona vakanga vakokwa, akaona munhu imomo akanga asina nguo yesvitsa.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 22:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy