Mateo 21:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Vanhu vazhinji vegurumwandira riya vakawaridza hanzu dzavo mumugwagwa. Vamwe vakakwanhura masanzu emiti vachiawarira mumugwagwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋazhinji pakati paʋanhu ʋakawarira ŋguʋo dzaʋo munzira; ʋamŋe ʋakatema mataʋi emiti ʋakaawarira munzira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Vazhinji pakati pavanhu vakawarira nguo dzavo munzira; vamwe vakatema matavi emiti vakaawarira munzira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vanhu vazhinji vegurumwandira riya vakawaridza hanzu dzavo mumugwagwa. Vamwe vakakwanhura masanzu emiti vachiawarira mumugwagwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Vanhu vazhinji vakawarira nguo dzavo mumugwagwa, vamwewo vakatema mapazi emiti vakaawarira mumugwagwa. Viz kapitola |