Online Bible

- Reklamy -




Mateo 21:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Nguva yomuchero payakanga yava kusvika, akatuma varanda vake kuna vaya vaishandisa munda wake kuti awanewo muchero wake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Ŋguʋa yeɀiɓereko yakati yoȿika, akatuma ʋaranda ʋake kuʋarimi, kundotora ɀiɓereko ɀake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

34 “Nguva yemichero yakati yosvika, akatuma varanda vake kuvarimi, kundopiwa michero yake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Nguva yomuchero payakanga yava kusvika, akatuma varanda vake kuna vaya vaishandisa munda wake kuti awanewo muchero wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Nguva yokukohwa yakati yasvika, akatuma varanda vake kuvarimi vaya kuti vandotora zvibereko zvake.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 21:34

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy