Mateo 21:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona26 Kana tikati rwakabva kuvanhu tinotya uzhinji hwavanhu. Nokuti vose vanoti Johani aiva muporofita.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Asi kana tikati, Kuʋanhu, tinotya ʋanhu ʋazhinji; nokuti ʋose ʋanoti, Johane muprofita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Asi kana tikati, ‘Kuvanhu,’ tinotya vanhu vazhinji; nokuti vose vanoti, Johani muporofita.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Kana tikati rwakabva kuvanhu tinotya uzhinji hwavanhu. Nokuti vose vanoti Johani aiva muporofita.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Asi kana tikati, ‘Rwakabva kuvanhu,’ tinotya vanhu, nokuti vose vanotenda kuti Johani aiva muprofita.” Viz kapitola |