Mateo 21:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Mangwanani paakanga ava kudzokera kuguta kuya, akanzwa nzara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Maŋgwanani wakati acidzokera kuguta, akanzwa nzara. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Mangwanani akati achidzokera kuguta, akanzwa nzara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Mangwanani paakanga ava kudzokera kuguta kuya, akanzwa nzara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Mangwanani-ngwanani, paakanga ari munzira achidzokera kuguta, akanzwa nzara. Viz kapitola |