Mateo 21:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 Akati kwavari zvakanyorwa zvichinzi, “Imba yangu ichanzi imba yokunamatira. Asi imi muri kuiita bako ramakororo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 akati kwaʋari: Kwakanyorwa kucinzi: Imba yaŋgu icanzi imba yokunyeŋgetera, asi imi munoiita ɓako ramakororo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 akati kwavari, “Kwakanyorwa kuchinzi, ‘Imba yangu ichanzi imba yokunyengetera,’ asi imi munoiita bako ramakororo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akati kwavari zvakanyorwa zvichinzi, “Imba yangu ichanzi imba yokunamatira. Asi imi muri kuiita bako ramakororo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Akati kwavari, “Kwakanyorwa kuchinzi, ‘Imba yangu ichanzi imba yokunyengetera,’ asi imi mava kuiita ‘bako ramakororo.’ ” Viz kapitola |