Mateo 20:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 Asi iye akapindura mumwe wavo achiti, “Shamwari, handisi kukutadzira. Hauna kubvumirana neni here mubayiro wemari yedhenari? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Akapindura, akati kunomumŋe waʋo: Shamŋari, handikuitiri ɀisakarurama; hauna‐kutenderana neni kuti upiwe denari here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Akapindura, akati kunomumwe wavo, ‘Shamwari, handikuitiri zvisakarurama; hauna kutenderana neni kuti upiwe dhenari here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi iye akapindura mumwe wavo achiti, “Shamwari, handisi kukutadzira. Hauna kubvumirana neni here mubayiro wemari yedhenari? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 “Asi akapindura mumwe wavo achiti, ‘Shamwari, handina chandakukanganisira. Ko, hauna kutenderana neni kushandira dhinari here? Viz kapitola |