Mateo 2:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Vakati vakayambirwa mukurota kuti vasadzokere nokuna Herodhi, vakadzokera kunyika kwavo neimwe nzira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ʋakati ʋanyeʋerwa pakurota naMŋari, kuti ʋarege kudzokera kunaHerode, ʋakaenda kunyika yaʋo neimŋe nzira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Vakati vanyeverwa pakurota naMwari, kuti varege kudzokera kuna Herodhi, vakaenda kunyika yavo neimwe nzira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Vakati vakayambirwa mukurota kuti vasadzokere nokuna Herodhi, vakadzokera kunyika kwavo neimwe nzira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Uye vakati vayambirwa mukurota kuti vasadzokera nokuna Herodhi, vakadzokera kwavo neimwe nzira. Viz kapitola |