Mateo 19:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 Jesu akati kuna vadzidzi vake, “Zvechokwadi ndinoti kwamuri, ‘Zvichaoma zvikuru kuti mupfumi apinde muumambo hwedenga.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Jesu akati kuʋadzidzi ʋake: Ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Ɀinoremera mufumi kupinda muʋushe bgokuɗeŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Jesu akati kuvadzidzi vake, “Zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, zvinoremera mupfumi kupinda muushe hwedenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Jesu akati kuna vadzidzi vake, “Zvechokwadi ndinoti kwamuri, ‘Zvichaoma zvikuru kuti mupfumi apinde muumambo hwedenga.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Ipapo Jesu akati kuvadzidzi vake, “Ndinokuudzai chokwadi, zvakaoma kuti mupfumi apinde muumambo hwokudenga. Viz kapitola |