Mateo 19:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Jaya riya parakazvinzwa rakaenda rasuruvara nokuti rakanga riine zvinhu zvakawanda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Asi jaya rakati ricinzwa shoko iri, rikaenda rineshuŋgu; nokuti rakaŋga rinefuma zhinji. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Asi jaya rakati richinzwa shoko iri, rikaenda rasuwa kwazvo; nokuti rakanga rine pfuma zhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Jaya riya parakazvinzwa rakaenda rasuruvara nokuti rakanga riine zvinhu zvakawanda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Jaya riya parakanzwa izvi, rakaenda rakasuwa kwazvo nokuti raiva nepfuma zhinji kwazvo. Viz kapitola |