Online Bible

- Reklamy -




Mateo 17:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Vadzidzi pavakanzwa izvi vakati kota kota pasi nouso vabatwa nokutya kukuru.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ʋadzidzi ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakawira pasi neɀiso ɀaʋo, ʋakatya ɀikuru.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Vadzidzi vakati vachizvinzwa, vakawira pasi nezviso zvavo, vakatya zvikuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Vadzidzi pavakanzwa izvi vakati kota kota pasi nouso vabatwa nokutya kukuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Vadzidzi vakati vanzwa izvi, vakawira pasi nezviso zvavo vachitya kwazvo.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 17:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy