Mateo 17:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona26 Pita paakati vamwe zvavo. Jesu akati kwaari, “Saka vana havabhadhari, handiti? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Akati: Kuʋaeni. Jesu akati kwaari: Saka ʋanakomana ʋakasunuŋguka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Akati, “Kuvatorwa.” Jesu akati kwavari, “Saka vana vakasununguka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Pita paakati vamwe zvavo. Jesu akati kwaari, “Saka vana havabhadhari, handiti? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Petro akapindura akati, “Kuna vamwe.” Jesu akati, “Saka vana vakasununguka. Viz kapitola |