Mateo 17:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona14 Pavakasvika kumhomho yavanhu, mumwe murume akauya kwaari akapfugama pamberi pake Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ʋakati ʋaȿika kuʋanhu ʋazhinji, mumŋe munhu akaʋuya kwaari, akamufugamira, akati: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Vakati vasvika kuvanhu vazhinji, mumwe munhu akauya kwaari, akamupfugamira, akati, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Pavakasvika kumhomho yavanhu, mumwe murume akauya kwaari akapfugama pamberi pake Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Vakati vasvika kuvanhu vazhinji, mumwe murume akauya akasvikopfugama pamberi paJesu akati, Viz kapitola |