Online Bible

- Reklamy -




Mateo 16:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Ko nezvezvingwa zvinomwe zvezviuru zvina zvavanhu? Makaunganidza tswanda ngani?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Kana ɀiŋgwa ɀinomŋe ɀaʋanhu ʋaneɀuru ɀinna, namateŋgu amakawana kuti aiʋa maŋgani?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Kana zvingwa zvinomwe zvavanhu vane zviuru zvina, namatengu amakawana kuti aiva mangani?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Ko nezvezvingwa zvinomwe zvezviuru zvina zvavanhu? Makaunganidza tswanda ngani?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Kana kuti zvingwa zvinomwe zvavanhu zviuru zvina uye kuti makazadza matengu mangani ezvamakaunganidza?

Viz kapitola kopírovat




Mateo 16:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy