Mateo 15:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona39 Jesu akazoendesa vanhu ndokukwira mugwa woenda kudunhu reMagadhani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Ɀino wakati aendisa ʋanhu ʋazhinji, akapinda mugwa, akaȿika munyika yeMagadani. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 Zvino akati aendesa vanhu vazhinji, akapinda muigwa, akasvika munyika yeMagadhani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Jesu akazoendesa vanhu ndokukwira mugwa woenda kudunhu reMagadhani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Mushure mokunge Jesu aendesa vanhu vazhinji ava, akapinda mugwa ndokubva aenda kudunhu reMagadhani. Viz kapitola |