Mateo 15:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona38 Vakadya vacho vaiva zviuru zvina zvavarume tisingaverengi zvedu vakadzi navana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Ʋakadya ʋakaŋga ʋari ʋarume ʋaneɀuru ɀinna, ʋakadzi naʋana ʋasiŋgaʋereŋgwi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 Vakadya vakanga vari varume vane zviuru zvina, vakadzi navana vasingaverengwi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Vakadya vacho vaiva zviuru zvina zvavarume tisingaverengi zvedu vakadzi navana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Vanhu vakadya vaiva varume zviuru zvina, vakadzi navana vasingaverengerwi. Viz kapitola |