Mateo 14:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona32 Pavakakwira mugwa, mhepo yakabva yanyarara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ʋakati ʋapinda mugwa, mhepo ikanyarara. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Vakati vapinda muigwa, mhepo ikanyarara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Pavakakwira mugwa, mhepo yakabva yanyarara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Uye pavakapinda mugwa, mhepo yakanyarara. Viz kapitola |