Mateo 14:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona31 Pakarepo Jesu akabva atambanudza ruoko rwake akamubata achiti kwaari, “Inga une chitendero chiduku. Wakahadzikireiko.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Pakarepo Jesu akatambanudza ruʋoko rwake, akamuɓata, akati kwaari: Iwe unokutenda kuɗuku, wanyunyutireiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Pakarepo Jesu akatambanudza ruoko rwake, akamubata, akati kwaari, “Iwe unokutenda kuduku, wakona kutenda neiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Pakarepo Jesu akabva atambanudza ruoko rwake akamubata achiti kwaari, “Inga une chitendero chiduku. Wakahadzikireiko.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Pakarepo Jesu akatambanudza ruoko rwake akamubata, uye akati kwaari, “Iwe wokutenda kuduku, sei wakahadzika?” Viz kapitola |