Mateo 14:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Panguva iyoyo Herodhi, mumwe wavatongi vana akanzwa zvomukurumbira waJesu akati kumakurukota ake, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Neŋguʋa iyo Herode, muɓati, wakanzwa mukurumbira waJesu, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Nenguva iyo ishe Herodhi, akanzwa mukurumbira waJesu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Panguva iyoyo Herodhi, mumwe wavatongi vana akanzwa zvomukurumbira waJesu akati kumakurukota ake, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Panguva iyoyo mambo Herodhi akanzwa nezvaJesu Viz kapitola |