Mateo 13:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Dzimwe dzakandowira muminzwa. Minzwa yakakura ikadzivhunga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Dzimŋe dzakawira muminzwa; minzwa ikamera, ikadzivuŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Dzimwe dzakawira muminzwa; minzwa ikamera, ikadzivhunga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Dzimwe dzakandowira muminzwa. Minzwa yakakura ikadzivhunga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Dzimwe mbeu dzakawira muminzwa, minzwa ikakura ikadzivhunga. Viz kapitola |