Mateo 13:56 - Bhaibhiri Idzva rechiShona56 Inga hanzvadzi dzake dzose tinadzo wani. Ko munhu uyu, zvose izvi akazviwana kupi?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)56 Nehanɀadzi dzake hadzizi pakati patiri dzose here? Ko iye wakagowanepi ɀinhu iɀoɀo ɀose? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200256 Nehanzvadzi dzake hadzisi pakati patiri dzose here? Ko iye akagowanepi zvinhu izvozvo zvose?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika56 Inga hanzvadzi dzake dzose tinadzo wani. Ko munhu uyu, zvose izvi akazviwana kupi?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi56 Uye hanzvadzi dzake hadzisi pakati pedu dzose here? Ko, zvino murume uyu akawanepi zvinhu zvose izvi?” Viz kapitola |