Mateo 13:51 - Bhaibhiri Idzva rechiShona51 “Manyatsonzwisisa here zvose izvi?” Ivo vakati kwaari, “Hongu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)51 [Jesu akati kwaʋari:] Manzwisisa iɀoɀo ɀose here? Ʋakati kwaari: Hoŋo, [Ishe]. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200251 (Jesu akati kwavari), “Manzwisisa izvozvo zvose here?” Vakati kwaari, “Hongu, Ishe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 “Manyatsonzwisisa here zvose izvi?” Ivo vakati kwaari, “Hongu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi51 Jesu akabvunza akati, “Manzwisisa zvinhu izvi zvose here?” Vakapindura vakati, “Hongu.” Viz kapitola |