Mateo 13:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Akavataurira zvinhu zvizhinji nemienzaniso achiti: “Mukushi akaenda kundokusha mbeu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ipapo akaʋaʋudza ɀinhu ɀizhinji nemifananidzo, akati: Tarirai, mukushi wakaɓuɗa kundokusha. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Ipapo akavaudza zvinhu zvizhinji nemifananidzo, akati, “Tarirai, mukushi akabuda kundokusha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Akavataurira zvinhu zvizhinji nemienzaniso achiti: “Mukushi akaenda kundokusha mbeu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Ipapo akavaudza zvinhu zvizhinji nemifananidzo, achiti, “Murimi akabuda kundokusha mbeu dzake. Viz kapitola |