Mateo 13:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Vadzidzi vakazouya kwaari vakati, “Munotaurirei kwavari nemienzaniso?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino ʋadzidzi ʋakaʋuya, ʋakati kwaari: Munotaurireiko kwaʋari nemifananidzo? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Zvino vadzidzi vakauya, vakati kwaari, “Munotaurireiko kwavari nemifananidzo?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vadzidzi vakazouya kwaari vakati, “Munotaurirei kwavari nemienzaniso?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Vadzidzi vakauya kwaari vakasvikomubvunza vachiti, “Ko, munotaurirei kuvanhu nemifananidzo?” Viz kapitola |